1 Johani 3:24
1 Johani 3:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Avo vanoteerera mirayiro yake vanogara maari, naiye mavari. Uye izvi ndizvo zvinoita kuti tizive kuti iye anogara matiri: Tinozviziva noMweya waakatipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anochengeta mirayiro yake, anogara maari, naiye maari. Ndizvo zvatinoziva nazvo kuti anogara matiri; noMweya waakatipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vose vanochengeta mitemo yake vanogara vakabatana naye iyewo akabatanawo navo. Izvi ndizvo zvinotizivisa kuti iye akabatana nesu, zvokuti akatipa Mweya Mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 3