1 Johani 3:8
1 Johani 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uyo anoita zvakaipa ndowadhiabhori, nokuti dhiabhori akanga achingotadza kubva pakutanga. Mwanakomana waMwari akaonekwa nokuda kwaizvozvi kuti aparadze basa radhiabhori.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uyo, anoita zvivi, ndowaDhiabhori, nokuti Dhiabhori anoita zvivi kubva pakutanga. Mwanakomana waMwari akaoneswa nemhaka iyi kuti aparadze mabasa aDhiabhori.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anoita chitadzo, ndowaSatani nokuti Satani aingotadzira Mwari kubvira pakutanga. Chikonzero chakaita kuti Mwanakomana waMwari azviratidze ndechichi chokuti aparadze mabasa aSatani.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 3