1 Johani 3:9
1 Johani 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hakuna munhu akaberekwa naMwari anoramba achiita chivi, nokuti mbeu yaMwari inogara maari; haangarambi achingotadza, nokuti akaberekwa naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mumwe nomumwe akaberekwa naMwari haaiti zvivi, nokuti mbeu yake inogara maari, haagoni kuita zvivi, nokuti akaberekwa naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 31 Johani 3:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hapana munhu akaberekwa naMwari anoita chitadzo nokuti mhodzi yaMwari inogara maari. Haakwanisi kutadzira Mwari nokuti akaberekwa naMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Johani 3