Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 4:7-8 - Enzanisa Shanduro Dzose

1 Johani 4:7-8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Shamwari dzinodikanwa, ngatidananei, nokuti rudo runobva kuna Mwari. Mumwe nomumwe anoda akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari. Ani naani asingadi haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo.

Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 BDSC

1 Johani 4:7-8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vadikanwi, ngatidane; nokuti rudo runobva kuna Mwari; mumwe nomumwe, anoda, akaberekwa naMwari, anoziva Mwari. Asingadi, haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo.

Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 SNA2002

1 Johani 4:7-8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋaɗikanwa, ŋgatiɗane; nokuti ruɗo runobva kunaMŋari; mumŋe nomumŋe, unoɗa, wakaɓerekwa naMŋari, unoziʋa Mŋari. Usiŋgaɗi, haaziʋi Mŋari, nokuti Mŋari ruɗo.

Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 SUB1949

1 Johani 4:7-8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vadikanwi ngatidananei nokuti rudo runobva kuna Mwari. Munhu wose ano rudo akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari. Asina rudo haazivi Mwari nokuti Mwari rudo.

Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 SCLB

1 Johani 4:7-8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vadikanwi ngatidananei nokuti rudo runobva kuna Mwari. Munhu wose ano rudo akaberekwa naMwari uye anoziva Mwari. Asina rudo haazivi Mwari nokuti Mwari rudo.

Pakurirana nevamwe
1 Johani 4 SCLBD