Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Madzimambo 17:16 - Compare All Versions

1 Madzimambo 17:16 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Furawu yaiva muhari haina kupera uye mafuta aiva muhari haana kupera, sezvazvakanga zvarehwa neshoko raJehovha rakataurwa naEria.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 BDSC

1 Madzimambo 17:16 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Upfu hwakanga huri mudende hauna kupera, namafuta akanga ari muchinu haana kushaikwa, sezvakanga zvarehwa naJehovha nomuromo waEria.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SNA2002

1 Madzimambo 17:16 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Upfu hwomumudziyo muya hauna kumbopera, mafutawo, muguchu muya haana kukwenguka sokutaura kwakanga kwaita Tenzi nomuromo waEriya.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLBD

1 Madzimambo 17:16 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋupfu bgakaŋga bguri muɗende habguna‐kupera, namafuta akaŋga ari mucinu haana‐kushaikwa, seɀakaŋga ɀarebga naJehova nomuromo waEria.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SUB1949

1 Madzimambo 17:16 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Upfu hwomumudziyo muya hauna kumbopera, mafutawo, muguchu muya haana kukwenguka sokutaura kwakanga kwaita Tenzi nomuromo waEriya.

Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 17 SCLB