1 Madzimambo 17:16
1 Madzimambo 17:16 BDSC
Furawu yaiva muhari haina kupera uye mafuta aiva muhari haana kupera, sezvazvakanga zvarehwa neshoko raJehovha rakataurwa naEria.