1 Petro 2:15
1 Petro 2:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti kuda kwaMwari kuti, nokuita zvakanaka, muchanyaradza kusaziva kwamapenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndiko kuda kwaMwari, kuti nokuita kwenyu zvakanaka munyaradze kusaziva kwamapenzi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chikonzero chacho ndechokuti, nokuita zvakanaka munopwisa kutaura kusina maturo kwavanhu vasina zvavanoziva. Garai savanhu vanerusununguko, asi musingasevenzesi rusununguko rwenyu sechinhu chokuhwanda nacho mukuita zvakaipa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:15 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti ndiko kuɗa kwaMŋari, kuti nokuita kwenyu ɀakanaka munyaradze kusaziʋa kwamapenzi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Chikonzero chacho ndechokuti, nokuita zvakanaka munopwisa kutaura kusina maturo kwavanhu vasina zvavanoziva. Garai savanhu vanerusununguko, asi musingasevenzesi rusununguko rwenyu sechinhu chokuhwanda nacho mukuita zvakaipa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 2