1 Petro 2:4
1 Petro 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sezvamunouya kwaari, iye Ibwe Benyu, rakarambwa navanhu asi rakasarudzwa naMwari uye rinokosha kwaari
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uyai kwaari, iye ibwe benyu, rakaraswa navanhu, asi rakasanangurwa naMwari, rinokosha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 21 Petro 2:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uyai kwaari, iye Dombo Benyu rakarambwa navanhu asi pana Mwari rakasarudzwa uye rinokosha
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Petro 2