1 Samueri 13:12
1 Samueri 13:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
ndafunga kuti, ‘Zvino vaFiristia vachauya kuzondirwisa paGirigari, uye handisati ndatsvaka nyasha dzaJehovha.’ Naizvozvo ndazvimanikidza kuti ndipe chipiriso chinopiswa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 131 Samueri 13:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
saka ndikati, ‘Zvino vaFirisitia vachaburuka kuzondivamba paGirigari ini ndichigere kukumbira Jehovha kundibatsira;’ naizvozvo ndakazvigombedzera ndikapisira chipiriso chinopiswa, ndisingadi hangu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 131 Samueri 13:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
ndakati, ‘Zvino vaFirisitia vachadzamara vondivinga kuGirigari kuno ndisati ndakumbira rubatsiro kuna Tenzi,’ ndozvakandisvitsa pakupira mupiro wokupisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 13