1 Samueri 4:21
1 Samueri 4:21 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Akatumidza mŋana zita rinonzi Ikabodi, aciti: Kukudzwa kwabviswa kunaIsraeri; nokuti areka yaMŋari yakaŋga yatorwa, ʋuye nokuɗa kwaɓaɓa ʋomurume wake, nomurume wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 41 Samueri 4:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akatumidza mukomana uyu kuti Ikabhodhi, achiti, “Kubwinya kwabva muIsraeri,” nokuda kwokutorwa kweareka yaMwari uye nokufa kwatezvara vake nomurume wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 41 Samueri 4:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akatumidza mwana zita rinonzi Ikabhodhi, achiti, “Kukudzwa kwabviswa kuna Isiraeri; nokuti areka yaMwari yakanga yatorwa, uye nokuda kwababa vomurume wake, nomurume wake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 4