1 Samueri 8:19
1 Samueri 8:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi vanhu vakaramba kuteerera Samueri. Vakati, “Kwete! Tinoda mambo kuti atitonge.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 81 Samueri 8:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi vanhu vakaramba kuteerera izwi raSamueri, vakati, “Kwete, tinoda hedu mambo ungatibata
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 81 Samueri 8:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi vanhu vakaramba kunzwa zvavakaudzwa naSamueri. Vakati, “Kwete! Tiri kuda kutongwa namambo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 8