1 Samueri 8:7
1 Samueri 8:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Samueri, “Teerera hako zvose zvinotaura vanhu kwauri, nokuti havana kukuramba iwe, asi vakandiramba ini, kuti ndirege kuva mambo wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 81 Samueri 8:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Jehovha akamuudza kuti: “Teerera zvose zvinotaura vanhu kwauri; havana kuramba iwe, asi varamba ini samambo wavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 81 Samueri 8:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akati kuna Samueri, “Gamuchira zvako zvose zvavari kukumbira nokuti haasiri iwe wavari kuramba, asi wavari kuramba chaiye kuti ave mambo wavo, ndini.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 8