1 Samueri 8:8
1 Samueri 8:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sezvavakaita kubva pazuva randakavabudisa muIjipiti kusvikira nhasi, vachindisiya uye vachishumira vamwe vamwari, ndizvo zvavari kuita nokwauri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 81 Samueri 8:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvose zvavakaita kubva zuva randakavakwidza ndichivabudisa paIjipiti kusvikira nhasi, vachindirasha nokushumira vamwe vamwari, ndizvo zvavanokuitira iwewo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 81 Samueri 8:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sezvavaingoita kubvira pandakavaburitsa muIjipiti kusvikira pari nhasi zvokundiramba vachindonamata vamwe vamwari ndizvozviwo zvavava kuita kwauri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 8