1 VaTesaronika 2:13
1 VaTesaronika 2:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Tinotendawo Mwari nguva dzose pamusoro pezvizvi zvokuti pamakagashira shoko raMwari ramakanzwa kwatiri, hamuna kurigamuchira seshoko ravanhu, asi sezvariri, seshoko raMwari riri kushanda mamuri imi vatendi.
1 VaTesaronika 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nesuwo tinotenda Mwari nguva dzose, nokuti pamakagamuchira shoko raMwari, ramakanzwa kwatiri, makarigamuchira, kwete seshoko ravanhu, asi sezvariri, iro shoko raMwari, riri kubata mamuri imi vanotenda.
1 VaTesaronika 2:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka isuo tinoramba tichivonga Mwari, kuti panguva yamakagamuchira shoko, iro shoko raMwari, ramakanzwa kwatiri, hamuna kurigamuchira seshoko ravanhu, asi seshoko raMwari, (riri iro zvirokwazvo) rinobatawo mukati menyu, imi munotenda.
1 VaTesaronika 2:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tinotendawo Mwari nguva dzose pamusoro pezvizvi zvokuti pamakagashira shoko raMwari ramakanzwa kwatiri, hamuna kurigamuchira seshoko ravanhu, asi sezvariri, seshoko raMwari riri kushanda mamuri imi vatendi.
1 VaTesaronika 2:13 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Saka isu ʋo tinoramba ticiʋoŋga Mŋari, kuti paŋguʋa yamakagamucira shoko, iro shoko raMŋari, ramakanzwa kwatiri, hamuna‐kurigamucira seshoko raʋanhu, asi seshoko raMŋari, (riri iro ɀirokwaɀo) rinoɓata ʋo mukati menyu, imi munotenda.