2 VaKorinde 13:10 - Enzanisa Shanduro Dzose
2 VaKorinde 13:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndokusaka ndichinyora zvinhu izvi ndisipo, kuti kana ndauya ndirege kuzoita nehasha pakushandisa simba rangu, simba randakapiwa naIshe kuti ndikuvakei naro, kwete kukuparadzai.
Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 13 BDSC2 VaKorinde 13:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka ndinonyora izvi ndisipo, kuti kana ndavapo, ndirege kuita nehasha, sezvandakapiwa naIshe simba rokusimbisa, risati riri rokuputsa.
Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 13 SNA20022 VaKorinde 13:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Saka ndinonyora iɀi ndisi’po, kuti kana ndaʋa’po, ndirege kuita nehasha, seɀandakapiwa naShe simba rokusimbisa, risati riri rokuputsa.
Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 13 SUB19492 VaKorinde 13:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiri kunyora izvi ndiri kure nemi kuti kana ndouyako, ndirege kuva munhu akaomarara pandinoshandisa simba randakapiwa naTenzi rokuvaka kwete kupaza.
Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 13 SCLB2 VaKorinde 13:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndiri kunyora izvi ndiri kure nemi kuti kana ndouyako, ndirege kuva munhu akaomarara pandinoshandisa simba randakapiwa naTenzi rokuvaka kwete kupaza.
Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 13 SCLBD