2 VaKorinde 13:11
2 VaKorinde 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pakupedzisira, hama, chisarai. Shingairai kuti mukwaniswe, teererai kuchikumbiro changu, ivai nomufungo mumwe, garai murugare. Uye Mwari worudo norugare achava nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 132 VaKorinde 13:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pakupedzisira, hama dzangu, farai, mukwaniswe, munyaradzwe, ivai nomwoyo mumwe, garai norugare; Mwari worudo norugare achava nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 132 VaKorinde 13:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pokupedzisira, hama dzangu, ndinoti chisarai. Gadziridzai nzira dzenyu. Teererai zvandinotaura, wiriranai, garisanai zvakanaka. Mwari werudo norugare achava nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 13