2 VaKorinde 13:9 - Enzanisa Shanduro Dzose
2 VaKorinde 13:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti tinofara kana isu tichishayiwa simba asi imi muine simba; uye munyengetero wedu ndewokuti imi mukwaniswe.
Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 13 BDSC2 VaKorinde 13:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tinofara kana isu tichishayiwa simba, imi muchiva nesimba; ndizvo zvatinokumbirawo, kuti mukwaniswe.
Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 13 SNA20022 VaKorinde 13:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti tinofara kana isu ticishaiwa simba, imi muciʋa nesimba; ndiɀo ɀatinokumbira ʋo, kuti mukwaniswe.
Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 13 SUB19492 VaKorinde 13:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tinotofara kana tine utera imi muine simba. Chatinonamatira ndechokuti imi mururamiswe.
Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 13 SCLB2 VaKorinde 13:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Tinotofara kana tine utera imi muine simba. Chatinonamatira ndechokuti imi mururamiswe.
Pakurirana nevamwe
2 VaKorinde 13 SCLBD