2 VaKorinde 3:18
2 VaKorinde 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino isu, vane zviso zvisina kufukidzwa tose tinoratidza kubwinya kwaShe, tiri kushandurwa kuti tifanane naye nokubwinya kunoramba kuchiwedzerwa, kunobva kuna Ishe, anova iye Mweya.
2 VaKorinde 3:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino isu tose tinoti ticitarira neciso cisina‐kufukidzirwa kubginya kwaShe sapaciʋoni‐ʋoni, tinoshandurwa ticifanana nomufananidzo iwoyo, ticibva pakubginya kumŋe ticienda kunokumŋe kubginya, seɀicibva kunaShe, Mŋeya.
2 VaKorinde 3:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino isu tose tinoti tichitarira nechiso chisina kufukidzirwa kubwinya kwaIshe sapachioni-oni, tinosandurwa tichifanana nomufananidzo iwoyo, tichibva pakubwinya kumwe tichienda kunokumwe kubwinya, sezvichibva kuna Ishe, Mweya.
2 VaKorinde 3:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Isu tose takabviswa jira riya, mbiri yaTenzi inopenya matiri uye tiri kusandurwa tichitodzana naye, kupenya kwedu kuchingoramba kuchikurakura nokuti izvi zvinobva kuna Tenzi, Mweya.