2 VaKorinde 4:18
2 VaKorinde 4:18 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
tisiŋgatariri ɀinoʋonekwa, asi ɀisiŋgaʋonekwi; nokuti ɀinoʋonekwa ɀinopfuʋura, asi ɀisiŋgaʋonekwi ndeɀokusiŋgaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo hatitarisi zvinoonekwa, asi zvisingaonekwi. Nokuti zvinoonekwa zvinopfuura, asi zvisingaonekwi zvinogara nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
tisingatariri zvinoonekwa, asi zvisingaonekwi; nokuti zvinoonekwa zvinopfuura, asi zvisingaonekwi ndezvokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chikonzero chacho ndechokuti ziso redu harisi pazvinhu zvinoonekwa asi kuzvinhu zvisingaonekwi nokuti zvinhu zvinoonekwa zvinopfuura asi zvinhu zvisingaonekwi zvinogara nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 4