2 VaKorinde 4:6
2 VaKorinde 4:6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti Mŋari, wakareʋa kuti ciedza ciɓuɗe parima, ndiye wakavenekera mumŋoyo yeɗu, kuti atipe ciedza cokuziʋa kubginya kwaMŋari kunoʋonekwa paciso caJesu Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Mwari akati, “Chiedza ngachipenye murima,” akaita kuti chiedza chake chipenye mumwoyo yedu kuti tiwane chiedza choruzivo rwokubwinya kwaMwari muchiso chaKristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Mwari, akareva kuti, “Chiedza chibude parima,” ndiye akavhenekera mumwoyo yedu, kuti atipe chiedza chokuziva kubwinya kwaMwari kunoonekwa pachiso chaJesu Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 4