2 VaKorinde 4:7
2 VaKorinde 4:7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi fuma iyi tinayo mumidziyo yevu, kuti ʋukuru bgesimba bguʋe bgaMŋari, bgurege kuʋa bgeɗu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu kuratidza kuti simba iri rinopfuura zvose rinobva kuna Mwari kwete kwatiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 42 VaKorinde 4:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu, kuti ukuru hwesimba huve hwaMwari, hurege kuva hwedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 VaKorinde 4