2 Petro 2:9
2 Petro 2:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nezvo, Tenzi anoziva kununura vanamati pazviedzo uye kuchengeta vasakarurama vari pachirango kusvikira pazuva rokutongwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 22 Petro 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
kana zvakadaro, ipapo Ishe anoziva kuti anonunura sei vanhu vake vanotya Mwari kubva pamiedzo uye kuti anobata sei vasakarurama kuti varangwe kusvikira pazuva rokutongwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 22 Petro 2:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ishe anoziva kusunungura pamiedzo vanonamata Mwari, nokuchengeta vasakarurama vave mukurohwa kusvikira pazuva rokutongwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Petro 2