2 Timoti 1:9
2 Timoti 1:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
raiye akatinunura akatidaidza nokudaidza kunoera, kwete nokuda kwamabasa edu asi pamusana pezvirongwa zvake uye pamusana penyasha dzake dzaakatipa muna Kristu Jesu karekareko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 12 Timoti 1:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
akatiponesa uye akatidanira kuupenyu hutsvene, kwete nokuda kwechinhu chatakaita asi kuti nokuda kwake iye, uye nenyasha. Nyasha idzi takadzipiwa muna Kristu Jesu nguva dzisati dzavapo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 12 Timoti 1:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akatiponesa, akatidana nokudana kutsvene, zvisingabvi pamabasa edu, asi nokufunga kwake, nenyasha dzaakatiitira muna Kristu Jesu nguva dzisati dzavapo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 1