2 Timoti 4:8
2 Timoti 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino ndakachengeterwa korona yangu yokururama, yandichapiwa, naIshe, mutongi akarurama pazuva iro, uye kwete ini ndoga, asiwo nokuna vose vanoshuva kuonekwa kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 42 Timoti 4:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kubva zvino ndakachengeterwa korona yokururama, yandichapiwa naIshe, Mutongi wakarurama, nezuva irero; ndisini ndoga, asi navose vakada kuonekwa kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 42 Timoti 4:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kubva zvino ndakachengeterwa chiremba choururami, chandakagadzirirwa naTenzi mutongi wakarurama chaachandipa paZuva riya riya, kwete ini ndoga asi vose vanofarira kuzviratidza kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Timoti 4