Mabasa 17:24
Mabasa 17:24 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mŋari wakasika nyika neɀose ɀiri mairi, iye Tenzi weɗeŋga napasi, haagari mutembere dzakaitwa namaʋoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17Mabasa 17:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Mwari akasika nyika nezvinhu zvose zviri mairi ndiye Ishe wedenga napasi uye haagari mutemberi dzakavakwa namaoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17Mabasa 17:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari akasika nyika nezvose zviri mairi, iye Tenzi wedenga napasi, haagari mutemberi dzakaitwa namaoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17