Mabasa 17:26
Mabasa 17:26 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
wakaita marudzi ose aʋanhu, acibva kunomumŋe cete, kuti agare pose panyika; ambotara ŋguʋa dzaʋakatemerwa, nemiganhu yokugara kwaʋo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17Mabasa 17:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kubva pamunhu mumwe chete akaita ndudzi dzose dzavanhu, kuti vagare panyika yose; uye akavatarira nguva nenzvimbo dzavo chaidzo dzavangagara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17Mabasa 17:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akaita marudzi ose avanhu, achibva kunomumwechete, kuti agare pose panyika; ambotara nguva dzavakatemerwa, nemiganhu yokugara kwavo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17