Mabasa 17:27
Mabasa 17:27 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
kuti ʋatȿake Mŋari, ɀimŋe ʋamutȿaŋgadzire, ʋamuwane, kunyaŋge asiri kure nomumŋe nomumŋe weɗu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17Mabasa 17:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari akaita izvi kuitira kuti vanhu vagomutsvaka kuti zvimwe vangamuwana, kunyange zvake asiri kure nomumwe nomumwe wedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17Mabasa 17:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti vatsvake Mwari, zvimwe vamutsvangadzire, vamuwane, kunyange asiri kure nomumwe nomumwe wedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17