Mabasa 17:31
Mabasa 17:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti akatara zuva raachatonga nyika nokururamisira nomurume waakagadza. Akaratidza izvi kuvanhu vose nokumumutsa kubva kuvakafa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17Mabasa 17:31 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti wakatara zuʋa, raacatoŋga nyika naro nokururama, nomurume waakagadza; akasimbisa shoko iro kunaʋose, pakumumutsa kuʋakafa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17Mabasa 17:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti akatara zuva, raachatonga nyika naro nokururama, nomurume waakagadza; akasimbisa shoko iro kuna vose, pakumumutsa kuvakafa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17