Mabasa 21:13
Mabasa 21:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pauro akapindura achiti, “Ko muri kuiteiko, kuchema muchindibaya mwoyo kudai. Inga wani ndakatogadzirira, kwete chete kusungwa, asi kana kutofira zita raTenzi Jesu kuJerusaremu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 21Mabasa 21:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Pauro akapindura akati, “Seiko muchichema uye muchirwadzisa mwoyo wangu? Ini ndakagadzirira kwete kusungwa kwoga, asi kufawo muJerusarema nokuda kwezita raIshe Jesu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 21Mabasa 21:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Pauro akapindura, akati, “Munoiteiko, muchichema nokuputsa mwoyo wangu? Nokuti ini handina kuzvigadzirira kusungwa bedzi, asi kunyange kufira zita raIshe Jesu paJerusaremu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 21