Dhanieri 12:10
Dhanieri 12:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vazhinji vachacheneswa, vasina gwapa, uye vachanatswa, asi vakaipa vacharamba vakaipa. Hakuna achanzwisisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 12Dhanieri 12:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vazhinji vachazvinatsa nokuzvichenesa nokubviswa tsvina, asi vakaipa vachaita zvakaipa; hakuna pakati pavakaipa achanzwisisa, asi vakachenjera ndivo vachanzwisisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 12Dhanieri 12:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vazhinji vachazvichenura vachinyatsozvichenesa vagova vanhu vakanatswa, asi vakaipa vachaita zvakaipa. Hapana wakaipa achanzwisisa, asi vangwaru vachanzwisisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Dhanieri 12