Dhanieri 5:25-28
Dhanieri 5:25-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Izvi ndizvo zvakanyorwa: mene, mene, tekere, ufasini. “Hezvino zvinoreva mashoko aya: “ Mene : Mwari akaverenga mazuva okutonga kwenyu akaagumisa. Tekere : Makayerwa pachiyero mukawanikwa makareruka. Peresi : Umambo hwenyu hwakakamuraniswa hukapiwa vaMedhia navaPezhia.”
Dhanieri 5:25-28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvino zvakanyorwa ndezvizvi: MENE, MENE, TEKERE, UFARISINI. Kududzirwa kwechinhu ichi, ndikoku: MENE, Mwari akaverenga mazuva oushe hwenyu, akaugumisa. TEKERE, iwe wayerwa pachiyero, ukawanikwa wakareruka. PERESI, ushe hwako hwakamurwa, hwapiwa Medhia navaPeresia.”
Dhanieri 5:25-28 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Zvakanyorwa apa zvacho ndezvizvi izvi. MENE MENE TEKERI UYE PARISINI. Zvazvinoreva ndezvizvi: MENE, zvinoreva kuti; Mwari averenga mazuva oumambo hwenyu akahusvitsa kumagumo. TEKERI zvinoreva kuti imi pachenyu maerwa pachikero mukawanikwa musina kukwana, PERESI, zvichireva kuti umambo hwenyu hwakakamuraniswa hukapiwa kuvaMidhi nevaPezhia.”
Dhanieri 5:25-28 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino ɀakanyorwa ndiɀeɀi: MENE, MENE, TEKERE, UFARSINI. Kuɗudzirwa kwecinhu ici, ndikoku: MENE, Mŋari wakaʋereŋga mazuʋa oʋushe bgenyu, akaʋugumisa. TEKERI, iwe wayerwa paciyero, ukawanikwa wakareruka. PERESI, ʋushe bgako bgakamurwa, bgapiwa ʋaMedia naʋaPersia.
Dhanieri 5:25-28 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)