Muparidzi 11:10
Muparidzi 11:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Dzinga zvinonetsa pamwoyo pako, ubvise zvakaipa panyama yako, nokuti uduku noujaya hazvinamaturo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 11Muparidzi 11:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka zvino dzinga zvinonetsa pamwoyo wako ugobvisa zvinotambudza pamuviri wako, nokuti uduku nesimba hazvina maturo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 11Muparidzi 11:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rega kuzvidya mwoyo bvisa zvose zvinokurwadza muviri nokuti uduku noujaya hazvinzwisisiki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 11