Muparidzi 11:6
Muparidzi 11:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kusha mbeu dzako mangwanani, usabvisa ruoko rwako madekwana; nokuti hauzivi kuti chichakura ndechipi, kana ichi kana icho, kana zvimwe zviviri zvose zvichafanana pakunaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 11Muparidzi 11:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kusha mbeu dzako mangwanani, uye madekwana urege kugarira maoko ako, nokuti hauzivi kuti chichabudirira ndechipi, chingava ichi kana icho, kana kuti zvose zviri zviviri zvichafanana pakunaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 11Muparidzi 11:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kumangwanani dyara mbeu dzako. Kumanheru usagare maoko nokuti hauzivi kuti chichabudirira ndechipi, chinoichi kana kuti icho pamwe zvose zviri zviviri zvinoita zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 11