Muparidzi 11:9
Muparidzi 11:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Fara hako, iwe jaya, pauduku hwako, mwoyo wako ngaukufadze pamazuva ohujaya hwako; famba nenzira dzomwoyo wako, napakuona kwameso ako; asi uzive kuti Mwari uchazokutonga pamusoro paizvozvo zvose.
Muparidzi 11:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Fara zvako jaya, pauduku hwako, uye mwoyo wako ngaukupe mufaro pamazuva ouduku hwako. Tevera nzira dzomwoyo wako, nezvose zvingaonekwe nameso ako, asi uzive kuti pazvinhu zvose izvi Mwari achakusvitsa pakutongwa.
Muparidzi 11:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iwe wechiduku fara pamazuva ako ohuduku mwoyo wako ngaufare pamazuva ako ohuduku ita zvinoda mwoyo wako uye zvaunofunga asi ziva kuti pana izvozvi zvose Mwari achakutonga.
Muparidzi 11:9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Fara hako, iwe jaya, paʋuɗuku bgako, mŋoyo wako ŋgaukufadze pamazuʋa oʋujaya bgako; famba nenzira dzomŋoyo wako, napakuʋona kwameso ako; asi uziʋe kuti Mŋari ucazokutoŋga pamsoro paiɀoɀo ɀose.