Muparidzi 6:10
Muparidzi 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Chinhu chipi nechipi chiripo chakapiwa zita kare, uye munhu zvaari zvakazivikanwa kare; hakuna munhu anorwisana nomunhu anomupfuura pasimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 6Muparidzi 6:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Chinhu chipi nechipi chakambovapo chikatotumidzwa zita munhu anozivikanwa kuti chii uye haakwanisi kukwidzana dare neane simba kupinda iye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 6Muparidzi 6:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Chinhu chipi nechipi, chakavapo, chakanguva chapiwa zita racho, zvakatarwa kuti munhu achava akadini, haangarwi noanomupfuura nesimba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 6