Muparidzi 6:2
Muparidzi 6:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari anopa munhu mari nezvinhu zvakawanda uye nokukudzwa, zvokuti haana chaangashayiwa pazvinhu zvinodiwa nomwoyo wake, asi Mwari haazomutenderi kuti afadzwe nazvo, uye mutorwa ndiye anozofadzwa nazvo panzvimbo yake. Izvi hazvina maturo, chinhu chakaipa chinorwadza.
Muparidzi 6:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Munhu anopiwa naMwari upfumi nepfuma noukuru zvokuti haana chaanenge achida chaanoshaya asi Mwari orega kumupa simba rokuti afadzwe nazvo asi mutorwa ndiye wofadzwa zvake nazvo. Izvi hazvinzwisisiki uye chinhu chinorwadza.
Muparidzi 6:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu anopiwa naMwari pfuma nezvakawanda nokukudzwa, saizvozvo kuti mweya wake hautongoshaiwi chinhu chaanoda; asi Mwari haamupi simba rokudya izvozvo; asi mutorwa anozvidya; ichi hachina maturo, ihosha yakaipa.
Muparidzi 6:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anopiwa naMwari upfumi nepfuma noukuru zvokuti haana chaanenge achida chaanoshaya asi Mwari orega kumupa simba rokuti afadzwe nazvo asi mutorwa ndiye wofadzwa zvake nazvo. Izvi hazvinzwisisiki uye chinhu chinorwadza.
Muparidzi 6:2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Munhu unopiwa naMŋari fuma neɀakawanda nokukudzwa, saiɀoɀo kuti mŋeya wake hautoŋgoshaiwi cinhu caanoɗa; asi Mŋari haamupi simba rokudya iɀoɀo; asi mutorwa unoɀidya; ici hacinamaturo, ihosha yakaipa.