Muparidzi 7:12
Muparidzi 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uchenjeri hunodzivirira sokudzivirira kunoita mari, asi kunakisa kworuzivo ndokuku: kuti uchenjeri hunochengetedza upenyu hwomunhu anahwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti uchenjeri chitaviridzo, mariwo chitaviridzo, asi kunakisa kwezivo ndiko, kuti uchenjeri hunochengeta hupenyu hwaiye anahwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sokuchengetedza munhu kunoita mari ndizvozvowo zvinoita ungwaru kuchengetedza munhu uye chakanakira ruzivo ndechichi chokuti ungwaru hunochengetedza upenyu hwomunhu anahwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7