Muparidzi 7:2
Muparidzi 7:2 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀirinani kuenda kuimba yokucema, pakuenda kuimba yomutambo; nokuti ndiwo mugumo waʋanhu ʋose; munhu mupenyu ucaɀiraŋgarira pamŋoyo pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zviri nani kuenda kuimba yokuchema pano kuenda kuimba yamabiko, nokuti rufu ndiwo mugumo womunhu wose; vapenyu ngavazviise izvi pamwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zviri nani kuenda kuimba yokuchema, pakuenda kuimba yomutambo; nokuti ndiwo mugumo wavanhu vose; munhu mupenyu achazvirangarira pamwoyo pake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7