Muparidzi 7:20
Muparidzi 7:20 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀirokwaɀo, hapanomunhu wakarurama panyika, unoita ɀakanaka, asiŋgatadzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hapana munhu akarurama panyika, anoita zvakanaka uye asingatadzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7Muparidzi 7:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvirokwazvo, hapana munhu akarurama panyika, anoita zvakanaka, asingatadzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 7