VaEfeso 2:19-20
VaEfeso 2:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka, hamuchisiri vatorwa kana vaeni, asi vagari pamwe chete navanhu vaMwari uye mava veimba yaMwari, makavakwa panheyo dzavapostori navaprofita, naKristu Jesu pachake iye dombo rapakona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:19-20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo, hamuzati muchiri vaeni navatorwa, asi matova pamwechete navatsvene, neveimba yaMwari. Makavakwa pamusoro penheyo dzavapostori navaporofita, Kristu Jesu amene ari ibwe rapakona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nezvo hamuchisiri vaenzi kana vatorwa asi mava vagari vomo pamwe navatsvene nenhengo dzemhuri yaMwari. Makavakwa pahwaro hwavapositori navaporofita, Kristu Jesu pachake ari iye ibwe rapakona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2