VaEfeso 2:4-5
VaEfeso 2:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi nokuda kworudo rwake rukuru kwatiri, Mwari, iye akapfuma pangoni, akatiita vapenyu muna Kristu kunyange zvedu takanga takafa mukudarika kwedu, makaponeswa nenyasha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Mwari, azere netsitsi, pamusana porudo rwake rukuru rwaakatida narwo, kunyange patanga takafa nokuda kokutadza kwedu, akatiita kuti tive vapenyu pamwe naKristu. Makaponeswa nenyasha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Mwari ane nyasha zhinji-zhinji, nokuda kworudo rwake rukuru, rwaakatida narwo, kunyange takanga takafa mukudarika kwedu, akatiraramisa pamwechete naKristu makaponeswa nenyasha
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2