VaEfeso 2:6
VaEfeso 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye Mwari akatimutsa pamwe chete naKristu akatigarisa kudenga muna Kristu Jesu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akatimutsa pamwechete naye akaita kuti tigare naye mumatenga tiri muna Kristu Jesu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2VaEfeso 2:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
akatimutsa pamwechete naye, akatigarisa kudenga pamwechete naye muna Kristu Jesu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaEfeso 2