Ekisodho 23:22
Ekisodho 23:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana mukanyatsoteerera kune zvaanoreva nokuita zvose zvandinoreva, ini ndichava muvengi kuvavengi venyu uye ndichapikisa avo vanokupikisai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 23Ekisodho 23:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi kana ukateerera izwi rake nomwoyo wake wose, ukaita izvozvo zvose zvandinotaura, ndichava muvengi wavavengi vako, nomudzivisi wavadzivisi vako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 23Ekisodho 23:22 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi kana ukaterera inzwi rake kwaɀo, ukaita iɀoɀo ɀose ɀandinotaura, ndicaʋa muʋeŋgi waʋaʋeŋgi ʋako, nomudziʋisi waʋadziʋisi ʋako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 23