Ekisodho 7:17
Ekisodho 7:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvanzi naJehovha: ‘Uchaziva kuti ndini Jehovha nechinhu ichi: Ndicharova mvura yeNairi netsvimbo iri muruoko rwangu uye ichashanduka ikava ropa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 7Ekisodho 7:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvanzi naJehovha, ‘Uchaziva kuti ndini Jehovha nechinhu ichi: Tarira ndicharova mvura iri murwizi netsvimbo iri muruoko rwangu, ikashanduka ropa.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 7Ekisodho 7:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino, zvanzi naTenzi, ‘Muchazoziva kuti ini ndini Tenzi nokuda kwezvandichaita zvino. Ndicharova mvura iri muna Nairi netsvimbo yandakabata, mvura ichasanduka ichiva ropa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 7