Ekisodho 7:5
Ekisodho 7:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye vaIjipita vachaziva kuti ndini Jehovha pandichatambanudza ruoko rwangu pamusoro peIjipiti uye ndichabudisa vaIsraeri kubva mairi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 7Ekisodho 7:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
VaIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndichitambanudza ruoko rwangu pamusoro peIjipiti, ndichibvisa vana vaIsiraeri pakati pavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 7Ekisodho 7:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pandinorova Ijipiti ndichibvisa vaIsiraeri pakati pavo, vaIjipiti ndipo pavachazoziva kuti ndini Tenzi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ekisodho 7