Ezekieri 13:3
Ezekieri 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvanzi naIshe Jehovha: Vane nhamo vaprofita mapenzi vanotevera mweya yavo pachavo ivo vasina chavakaona!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 13Ezekieri 13:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Vane nhamo vaporofita mapenzi, vanotevera mweya yavo, vasina chavakaona.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 13Ezekieri 13:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvanzi naTenzi Mwari, “Zvichakuwanai imi mapenzi evaporofita vanotevera zvomusoro wavo vasina chavaona.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 13