Ezekieri 13:6
Ezekieri 13:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zviratidzo zvavo ndezvenhema uye kuvuka kwavo inhema. Ivo vanoti, “Jehovha anoti,” asi Jehovha asina kuvatuma; asi vanotarisira kuti mashoko avo azadzisike.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 13Ezekieri 13:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakaona zvinonyengera nokuporofita kwenhema, ivo vanoti, ‘Jehovha anoti!’ Asi Jehovha haana kuvatuma, zvino vakati shoko ravo richasimbiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 13Ezekieri 13:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanotaura zvemanyepo vachishopera zvenhema vachiti zvanzi naTenzi iye Tenzi asina kuvatuma. Izvozvo vanenge vachitarisira kuti Mwari achazadzisa zvavanenge vataura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 13