Ezekieri 8:18
Ezekieri 8:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo ndichavaranga nehasha; handingavanzwiri tsitsi kana kuvaponesa. Kunyange vakaridza mhere munzeve dzangu, handingavanzwi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 8Ezekieri 8:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo neniwo ndichaita nehasha; ziso rangu haringapembedzi, handingavi netsitsi; kunyange vakadanidzira munzeve dzangu nezwi guru, handingavanzwi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 8Ezekieri 8:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo zvandava kuita ndavakuita ndakashatirwa ndisingaite tsiye nyoro kana kunzwa tsitsi kunyange vakabongomora kuchema handisi kuzovateerera.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 8