Ezira 5:11
Ezira 5:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iyi ndiyo mhinduro yavakatipa: “Tiri varanda vaMwari wokudenga napasi, uye tiri kuvakazve temberi yakambovakwa makore mazhinji akapfuura, iyo yakavakwa namambo mukuru weIsraeri uye akaipedza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezira 5Ezira 5:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Vakapindura vachiti, ‘Isu tiri varanda vaMwari wokudenga napasi, tinovaka imba yakadeya kuvakwa makore mazhinji akapfuura, yakavakwa nomumwe mambo mukuru waIsiraeri, ikapera.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezira 5Ezira 5:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mhinduro yavakatipindura ndeyiyi vakati, ‘Isu tiri varanda vaMwari Wedenga napasi. Tiri kuvaka zvakare imba yakambovakwa nomumwe mambo weIsiraeri makore mazhinji akapfuura ikatopera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezira 5