Genesisi 35:1
Genesisi 35:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Mwari akati kuna Jakobho, “Kwira uende kuBheteri undogara ikoko, uye uvake aritari yaMwari ikoko, iye akazviratidza kwauri pawakanga uchitiza mukoma wako Esau.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 35Genesisi 35:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino Mŋari wakati kunaJakobo: Simuka, ukwire Beteri, undogara’ko; uitire Mŋari artari’po, iye wakaɀiratidza kwauri paŋguʋa yokutiza kwako pamberi paEsau, mukuru wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 35Genesisi 35:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Mwari akati kuna Jakobho, “Simuka, ukwire Bheteri, undogara ikoko; uitire Mwari atari ipapo, iye akazviratidza kwauri panguva yokutiza kwako pamberi paEsau, mukuru wako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 35